Ostrich
Mataridziko
Mhou ishiri huru dzisingabhururuki . Ndidzo mhando dzeshiri dzinorema uye hombe pasi rino, mhou dzakura dzinorema pakati pe63.5 ne145 kilograms uye dzinokandira mazai makuru pane chero mhuka mhenyu yepanyika. [1] Dzinogona kumhanya kusvika pa70 km/h (43.5 mph), ndidzo shiri dzinomhanya kwazvo panyika. Dzinopfuiwa pasi rose, maindasitiri makuru anochengeta nekugadzira nyama ye Mhou ari muPhilippines ne muNamibia . Dehwe remhou chinhu chinopa mari yakawanda, uye minhenga mikuru inoshandiswa semapfunde ekushongedza hembe dzemhemberero. Mazai emhou akashandiswa nevanhu kwemireniyamu.
- ↑ Del Hoyo, Josep, et al. Handbook of the birds of the world.