Mhene (mhuka)
Mataridziko
Mhene (Steenbuck or steenbok) imhuka inenge mhembwe pachiumbiko chayo asi iyo ine muviri mudiki - inowanikwa munyika dziri kuchamhembe nekumabvazuva kweAfrica.
Chirarapazuva kana chivatapamhene (ram of steenbuck) apa kureva mhene hono inozvarisa.
Zvadzinodya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mhene dzinofura bundo riri pakaderera nokuti hadzikwanise kusvikira panodarika 0.9 m uye dzajaira kupara midzi. Kunonzi mhene dzinonwa mvura shomane nokuti mvura yadzo zhinji dzinoiwana kubva muchikafu chadzinodya. Mhene dzinodya michero yesango, hadzifure sora zvakanyanya.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Ratidzo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]-
Hono, Etosha National Park
-
Hono, Namibia (iri pamabwe)
-
Hadzi, Namibia
-
Hadzi, South Africa