Kugunzva
Mataridziko
Kugunzva (touch in passing; brush against) zvinoreva chiitiko chokuti munhu akagumhana nechinhu. Izvi zvinosanganisira kunozivawo kuti chinhu icho agumhana nacho: chinopisa kana kutonhora, chakapfava kana chikukutu, chakakwenenzwerwa kana kuti chinomara. Nhengo dzose dzemuviri dzinoziva kugunzviwa.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti ku ampa (to touch).