Svetuka kuchirochemo

Zuze

Kubva Wikipedia

Zuze izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Zita iri rinnova kuPortuguese inoti Jose kureva zita rinnovi Joseph.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSena vanoti Zuze kureva zita rimuti Joseph.