Ruambachisi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKetanyika)
Izwi rokuti Ruambachisi riri kushanda pano kuturikira chinonzi Geology kuEnglish chinova chidzidzo chezvemitumbi iri muchadenga inosanganisira Pasirino ratigere. Chidzidzo ichi chinotarisa kuumbwa kwakaitwa mitumbi iyi, mabwe arimo uye nzira dzaakaumbwa nadzo - uye chinobatsira kune avo vanotsvaga pokuchera migodhi yesimbi nemafutarubwe.
Kupiwa kweZita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chivakashure ruamba chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
- Chivakamberi cheEnglish chekuti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science".
- Geologist annexe oturikirwa kunzi chiambachisi.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
- VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).
- VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
- VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot).VaGiryama vanoti tsi (land).