Svetuka kuchirochemo

Kipokomo

Kubva Wikipedia
The printable version is no longer supported and may have rendering errors. Please update your browser bookmarks and please use the default browser print function instead.

Kipokomo mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mamzwi Anotodza Shona

  • VaPokomo vanoti ngazu (clothes) kureva hanzu?.
  • VaPokomo vanoti shona (v. sew) kureva kusona.
  • VaPokomo vanoti wachama (open) kureva kushama kana kuzaruka.
  • VaPokomo vanoti kuumba (mould) kureva kuumba.
  • VaPokomo vanoti -fika (arrive) kureva svika.
  • VaPokomo vanoti -dza (come) kureva kuza.
  • VaPokomo vanoti -dzaa (become full) kureva kuzara.
  • VaPokomo vanoti -mbika (cook) kureva kubika.
  • VaPokomo vanoti -kaa (sit) kureva kugara.
  • VaPokomo vanoti -nwa (drink) kureva kunwa.
  • VaPokomo vanoti -enda (walk) kureva kufamba kana kuenda.
  • VaPokomo vanoti -muma (bite) kureva kuruma.
  • VaPokomo vanoti -tya (eat) kureva kudya.
  • VaPokomo vanoti nyahi (buffalo) kureva nyati.
  • VaPokomo vanoti kuhuma (to send) kureva kutuma.
  • VaPokomo vanoti mafuha (fat) kureva mafuta.
  • VaPokomo vanoti muntu (person) kureva munhu.
  • VaPokomo vanoti dzua (sun) kureva zuva.
  • VaPokomo vanoti mulume (husband) kureva murume.
  • VaPokomo vanoti m-oho (fire) kureva moto.
  • VaPokomo vanoti mw-esi (month) kureva mwedzi.
  • VaPokomo vanoti n-dzofu (elephant) kureva nzou.
  • VaPokomo vanoti mw-aka (year) kureva gore.
  • VaPokomo vanoti n-dzaa (hunger) kureva nzara.
  • VaPokomo vanoti -vi kana -mbi (bad) kureva chivi.
  • VaPokomo vanoti dzitso (eye) kureva ziso.
  • VaPokomo vanoti dziwe (a stone) kureva ibwe.
  • VaPokomo vanoti u-so (face) kureva chiso.

Mamwe Mazwi

  • VaPokomo vanoti mapemba (maize) kureva chibage.
  • VaPokomo vanoti muchira (tail) kureva muskwe.
  • VaPokomo vanoti u-nga (flour) kureva furawa.
  • VaPokomo vanoti nyumba (house) kureva imba.

[1]

  1. http://docshare01.docshare.tips/files/4043/40432609.pdf