Rudhende rwe Vukongo
|
Uyezve: "Bhurazakongo", "Kongo"
|
|
|
|
National motto: Unité, travail, progrès
|
|
Rudhende rwe Vukongo (kureva Republic of the Kongo) inyika iri muAfurika. Gutaguru reKongo rinonzi Bhurazavhiri. Kuti isayaniswe ne imwe Kongo inonzi Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo iyi inonzi Kongo-Bhurazavhiri kana Bhurazakongo kana kungoti Kongo bedzi.
Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo, uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo kana munhu akadakunyatso zivisa Kongo iri kurevwa vangati Vabhurazakongo uye Mubhurazakongo.
- VaWanga vanoti obukhongo (n. size, bigness). Mamwe mazwi: okhukhongoya (v.i. become bigger, larger; increase in size).
- VaWanga vanoti ikhongo (adj. big; large; important). Mamwe mazwi: okhukhongoyia (v.t. enlarge; make bigger).
- VaWanga vanoti eshikhongo (adj. big; large; important). Zigula vanoti kongo (n. crowd, multitude).
- Zigula vanoti kukonga, nkonga kana nkongelo (v. begin, beginning).